1 Makoronike 11:38-43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. Joere munun'una waNatani, Mibha mwanakomana waHagiri,

39. Zereki muAmoni, naHarai muBheroti, mubati wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhi mwanakomana waZeruya,

40. Ira muItiri, Garebhi muItiri,

41. Uria muHiti, Zabhadhi mwanakomana waArai,

42. Adhina mwanakomana waShiza muRubheni iye aiva mukuru wavaRubheni, navaya makumi matatu, vaaiva navo,

43. Hanani mwanakomana waMaaka, Joshafati muMitini,

1 Makoronike 11