1 Makoronike 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva raitevera, vaFiristia pavakauya kuzokutunura nhumbi dzavakanga vafa; vakawana Sauro navanakomana vake vakafa pagomo reGiribhoa.

1 Makoronike 10

1 Makoronike 10:1-12