1 Makoronike 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaIsraeri vose vakanga vagere pamupata vakati vaona kuti varwi vose vatiza uyezve Sauro navanakomana vake vatatu vafa, vakasiya maguta avo vakatiza. Uye vaFiristia vakauya vakagara maari.

1 Makoronike 10

1 Makoronike 10:1-13