1 Makoronike 1:32-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Vanakomana vakaberekwa naKetura, murongo waAbhurahama vaiva: Zimirani, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua. Vanakomana vaJokishani vaiva: Shebha naDhedhani.

33. Vanakomana vaMidhiani vaiva: Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha. Ava vose vaiva zvizvarwa zvaKetura.

34. Abhurahama aiva baba vaIsaka. Vanakomana vaIsaka vaiva: Esau naIsraeri.

35. Vanakomana vaSeiri vaiva: Erifazi, Reueri, Jeushi, Jaramu, naKora.

1 Makoronike 1