1 Makoronike 1:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vakaberekwa naKetura, murongo waAbhurahama vaiva: Zimirani, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua. Vanakomana vaJokishani vaiva: Shebha naDhedhani.

1 Makoronike 1

1 Makoronike 1:26-42