1 Makoronike 1:29-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvavo: Nebhayoti dangwe raIshumaeri, Kedhari, Adhibheeri, Mibhisani,

30. Mishima, Dhuma, Masa, Hadhadhi, Tema,

31. Jeturi, Nafishi, naKedhema. Ava ndivo vaiva vanakomana vaIshumaeri.

32. Vanakomana vakaberekwa naKetura, murongo waAbhurahama vaiva: Zimirani, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua. Vanakomana vaJokishani vaiva: Shebha naDhedhani.

33. Vanakomana vaMidhiani vaiva: Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha. Ava vose vaiva zvizvarwa zvaKetura.

1 Makoronike 1