1 Madzimambo 8:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Soromoni akati apedza munyengetero uyu wose nokukumbira uku kuna Jehovha, akasimuka achibva pamberi pearitari yaJehovha, paakanga akapfugama namabvi ake, maoko ake akatambanudzirwa kudenga.

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:53-64