1 Madzimambo 8:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti makavasarudza pamarudzi ose enyika kuti vave nhaka yenyu, sezvamakataura nokumuranda wenyu Mozisi, imi Jehovha Mwari, pamakabudisa madzibaba edu kubva muIjipiti.”

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:43-60