1 Madzimambo 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ukobvu hwaro hwaikwana upamhi hwechanza chomunhun, uye muromo waro wakanga wakafanana nomuromo wekapu, seruva ramahapa. Mukati maro maikwana mabhati zviuru zvivirio.

1 Madzimambo 7

1 Madzimambo 7:22-28