1 Madzimambo 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gungwa rakanga rimire pahando gumi nembiri, nhatu dzakatarisa kumusoro, nhatu kumadokero, nhatu zasi nenhatu kumabvazuva. Gungwa rakanga rigere pamusoro padzo, uye shure kwadzo kwakanga kwakatarisa pakati.

1 Madzimambo 7

1 Madzimambo 7:23-32