1 Madzimambo 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musuo weimba yapakati waiva kuchamhembe kwetemberi, paiva namatanho aienda kuimba yapakati, achizobva kuimba yapakati achienda kune yechitatu.

1 Madzimambo 6

1 Madzimambo 6:6-11