1 Madzimambo 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakuvaka madziro etemberi mabwe akanga avezwa chete ndiwo akashandiswa, uye hapana kunzwikwa kurira kwesando kana mbezo kana mumwe mudziyo patemberi payakanga ichivakwa.

1 Madzimambo 6

1 Madzimambo 6:1-14