1 Madzimambo 6:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kerubhi rechipiri rakanga rakarebawo makubhiti gumi, nokuti makerubhi maviri aya akanga akafanana pakukura namaumbirwo.

1 Madzimambo 6

1 Madzimambo 6:15-31