1 Madzimambo 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bapiro rimwe chete rekerubhi rokutanga rakanga rakareba makubhiti mashanu, uye rimwe bapiro rakanga rakareba makubhiti mashanu, makubhiti gumi kubva pamuromo perimwe bapiro kusvika pamuromo perimwe bapiro.

1 Madzimambo 6

1 Madzimambo 6:14-32