1 Madzimambo 4:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Saka Mambo Soromoni akanga ari mambo weIsraeri yose.

2. Ava ndivo vaiva machinda ake:Azaria mwanakomana waZadhoki aiva muprista;

1 Madzimambo 4