1 Madzimambo 3:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vose vakati vanzwa matongero akanga aita mambo, vakatya mambo, nokuti vakaona kuti uchenjeri hwaibva kuna Mwari hwaiva maari, kuti atonge zvakarurama.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:18-28