1 Madzimambo 3:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akapa mutongo wake akati, “Ipai mwana mupenyu kumukadzi wokutanga. Musamuuraya; ndiye mai vake.”

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:21-28