1 Madzimambo 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, vanhu vakanga vachibayira zvibayiro panzvimbo dzakakwirira nokuti hapana temberi yakanga yati yavakirwa zita raJehovha.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:1-9