1 Madzimambo 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni akaita ukama naFaro, mambo weIjipiti akawana mwanasikana wake. Akauya naye kuGuta raDhavhidhi kusvikira apedza kuvaka muzinda wake netemberi yaJehovha, norusvingo runopoteredza Jerusarema.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:1-4