1 Madzimambo 22:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahazia mwanakomana waAhabhu akava mambo weIsraeri muSamaria mugore regumi namanomwe raJehoshafati mambo weJudha, uye akatonga Israeri kwamakore maviri.

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:47-53