1 Madzimambo 22:50 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehoshafati akazorora namadzibaba ake uye akavigwa pavakavigwa muguta raDhavhidhi baba vake. Ipapo Jehoramu mwanakomana wake akamutevera paumambo.

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:45-53