1 Madzimambo 22:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoshafati akanga ane makore makumi matatu namashanu okuberekwa paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namashanu. Zita ramai vake raiva Azubha, mwanasikana waShirihi.

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:37-46