1 Madzimambo 20:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu waMwari akauya akaudza mambo weIsraeri kuti, “Zvanzi naJehovha, ‘Nokuda kwokuti vaAramu vanofunga kuti Jehovha ndimwari wamakomo, uye kuti haasi mwari wemipata, ndichaisa hondo huru huru iyi mumaoko ako, uye uchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:24-35