1 Madzimambo 20:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakati vaunganidzwawo nokupiwa zvose zvinodiwa pakurwa hondo, vakafamba vachienda kundosangana navo. VaIsraeri vakadzika musasa wavo vakatarisana navo, vachinge mapoka maduku maviri embudzi, ukuwo vaAramu vakazadza nyika.

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:17-36