1 Madzimambo 2:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akasungira chigaro pambongoro yake akaenda kuna Akishi kuGati kundotsvaga varanda vake. Naizvozvo Shimei akaenda akandotora varanda vake kubva kuGati.

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:35-42