1 Madzimambo 2:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mushure mamakore matatu, varanda vaShimei vaviri vakatiza vakaenda kuna Akishi mwanakomana waMaaka, mambo weGati, Shimei akaudzwa kuti, “Varanda vako vari kuGati.”

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:29-46