1 Madzimambo 19:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatarisa-tarisa, akaona chingwa chakanga chabikwa pamazimbe omoto pedyo nomusoro wake, nechirongo chemvura. Akadya, akanwa, akabva arara zvakare.

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:2-14