1 Madzimambo 19:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akarara pasi pomuti akabatwa nehope.Pakarepo mutumwa akamubata akati, “Simuka udye.”

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:1-9