1 Madzimambo 19:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eria paakarinzwa, akafukidza chiso chake nejasi rake akabuda panze akamira pamuromo webako.Ipapo inzwi rakati kwaari, “Uri kuiteiko pano, Eria?”

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:3-19