1 Madzimambo 19:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokudengenyeka kwenyika kwakauya moto, asi Jehovha akanga asiri mumoto. Uye shure kwomoto akanzwa inzwi richitaura nakazevezeve kakapfava.

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:2-21