1 Madzimambo 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahabhu akanga ati kuna Obhadhia, “Enda munyika umu kuzvitubu zvose nemipata yose. Zvimwe tingawana uswa tiraramise mabhiza namahesera kuitira kuti tirege kuzouraya kana chimwe chete chezvipfuwo zvedu.”

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:1-6