1 Madzimambo 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jezebheri paakanga achiuraya vaprofita vaJehovha, Obhadhia akanga atora vaprofita zana akavaviga mumapako maviri, makumi mashanu mune rimwe nerimwe. Uye akavapa kudya nemvura.)

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:1-14