1 Madzimambo 18:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava masikati, Eria akatanga kuvatuka akati, “Danidzirisai! Zvirokwazvo ndimwari! Zvichida ari kufunga zvakadzama kwazvo, kana kuti ane basa kwazvo, kana kuti ari parwendo. Zvimwe akavata zvokuti anotofanira kumutswa.”

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:23-36