1 Madzimambo 18:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakatora hando yavakanga vapiwa vakaigadzira.Ipapo vakadana kuzita raBhaari kubvira mangwanani kusvikira masikati. Vakadanidzira vakati, “Bhaari, tipindure!” Asi mhinduro haina kuwanikwa; hapana akapindura. Vakatamba vachipoterera aritari yavakanga vaita.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:16-28