1 Madzimambo 18:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe wangu, hamuna kunzwa here zvandakaita, Jezebheri paakanga achiuraya vaprofita vaJehovha? Ndakaviga vaprofita vaJehovha zana mumapako maviri, makumi mashanu mune rimwe nerimwe uye ndakavapa kudya nemvura.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:6-16