1 Madzimambo 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini handizivi kuti Mweya waJehovha uchakuendesai kupi kana ndabva pano pamuri. Kana ndikaenda kundoudza Ahabhu, iye akazokushayai, anondiuraya. Asi ini muranda wenyu ndakashumira Jehovha kubvira pauduku hwangu.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:6-16