1 Madzimambo 17:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. “Ibva pano, nanga kumabvazuva undovanda paRukova rweKeriti, kumabvazuva kweJorodhani.

4. Uchanwa mvura yorukova urwu, uye ndarayira makunguwo kuti akupe zvokudya ikoko.”

5. Saka akaita zvaakanga audzwa naJehovha. Akaenda kuRukova rweKeriti, kumabvazuva kweJorodhani, akagarako.

1 Madzimambo 17