1 Madzimambo 16:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munguva yaAhabhu, Hieri wokuBheteri akavakazve Jeriko. Mwanakomana wake wedangwe, Abhiramu, akafa paakavaka hwaro hweguta, uye mwanakomana wake wegotwe Segubhi akafa paakamisa masuo aro, sezvazvakarehwa neshoko raJehovha naJoshua mwanakomana waNuni.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:24-34