1 Madzimambo 17:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akazvambarara pamusoro pomukomana katatu akadanidzira kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha Mwari wangu, itai kuti mweya womukomana uyu udzokere maari!”

1 Madzimambo 17

1 Madzimambo 17:14-24