1 Madzimambo 17:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadanidzira kuna Jehovha akati, “Haiwa, Jehovha Mwari wangu, mauyisawo here dambudziko pachirikadzi iyi yandiri kugara nayo, nokuuraya mwanakomana wayo?”

1 Madzimambo 17

1 Madzimambo 17:14-24