1 Madzimambo 16:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi matatu namasere raAsa, mambo weJudha, Ahabhu, mwanakomana waOmuri, akava mambo weIsraeri, uye akatonga Israeri muSamaria kwamakore makumi maviri namaviri.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:26-32