1 Madzimambo 16:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatenga gomo reSamaria kubva kuna Shemeri namatarenda maviria esirivha uye akavaka guta pagomo iri, achiritumidza kuti Samaria, zvichibva pana Shemeri, zita rouyo aimbova muridzi wegomo.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:16-25