1 Madzimambo 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi matatu nerimwe raAsa, mambo weJudha, Omuri akava mambo weIsraeri, uye akatonga kwamakore gumi namaviri, matanhatu acho muTiza.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:16-25