1 Madzimambo 15:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, achifamba munzira dzaJerobhoamu nomuchivi chake, chaakaita kuti Israeri iite.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:27-34