1 Madzimambo 15:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore rechitatu raAsa mambo weJudha, Bhaasha, mwanakomana waAhija, akava mambo weIsraeri yose muTiza, uye akatonga kwamakore makumi maviri namana.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:25-34