1 Madzimambo 15:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhaasha, mwanakomana waAhija, weimba yaIsakari, akamumukira, akamuuraya paGibhetoni guta romuFiristia, panguva yarakanga rakombwa naNadhabhi navaIsraeri vose.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:19-32