1 Madzimambo 15:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, achifamba munzira dzababa vake nomuchivi chavo, icho chaakaita kuti Israeri iite.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:18-33