1 Madzimambo 15:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bheni-hadhadhi akabvumirana naMambo Asa akatumira vatungamiri vamauto ake kuti vandorwisa maguta eIsraeri. Akakunda Ijoni, Dhani, Abheri Bheti Maaka neKinereti yose pamwe chete neNafutari.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:12-28