1 Madzimambo 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Ngatinyoreranei chibvumirano imi neni, sezvazvakanga zvakaita pakati pababa vangu nababa venyu. Tarirai, ndakutumirai chipo chesirivha negoridhe. Zvino imi chiputsai chibvumirano chenyu naBhaasha mambo weIsraeri kuitira kuti abve kuno kwandiri.”

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:17-27