1 Madzimambo 14:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rehobhoamu akazorora namadzibaba ake uye akavigwa pavakanga vakavigwa muguta raDhavhidhi. Zita ramai vake raiva Naama; vaiva muAmoni. Abhija mwanakomana wake akamutevera paumambo.

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:23-31